Genesi 41:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀikazoitika seɀaakatiɗudzira; ini ndikadzoserwa kuɓasa raŋgu, asi iye wakasuŋgirirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvikazoitika sezvaakatidudzira; ini ndakadzoserwa kubasa rangu, asi iye akasungirirwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye zvinhu zvakaitika chaizvo sezvaakadudzira kwatiri: Ini ndakadzoserwa pabasa rangu, uye mumwe murume uye akasungirirwa.” See the chapter |