Genesi 40:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi mukuru waʋaɗiri haana‐kuraŋgarira Josefa, asi wakamukaŋganwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Asi mukuru wavadiri haana kurangarira Josefa, asi akamukanganwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kunyange zvakadaro hazvo, mudiri mukuru haana kurangarira Josefa; akamukanganwa. See the chapter |