Genesi 40:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 asi wakasuŋgirira mukuru waʋaɓiki, seɀaʋakaŋga ʋaɗudzirwa naJosefa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 asi akasungirira mukuru wavabiki sezvavakanga vadudzirwa naJosefa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi mukuru mukuru wavabiki akamusungirirwa mumuti, sokududzirwa kwazvakanga zvaitwa naJosefi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 asi akaturika mubiki mukuru pamuti, sezvazvakanga zvataurwa naJosefa kwavari mukududzira kwake. See the chapter |