Genesi 40:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Josefa akapindura, akati. Kuɗudzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuʋa matatu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Josefa akapindura, akati, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuva matatu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Josefa akati, “Uku ndiko kududzirwa kwazvo. Matengu matatu ndiwo mazuva matatu. See the chapter |