Genesi 40:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti zvechokwadi ini ndakabiwa kunyika yavaHebheru. Kunyange kuno hapana chandakatadza chingasakise kuti ndiiswe mujeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti ɀirokwaɀo, ndakaɓiwa kunyika yaʋaHeberu; napano handina‐kuita cinhu cakafanira kuti ʋandiise mugomba iri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 nokuti zvirokwazvo, ndakabiwa kunyika yavaHebheru; napano handina kuita chinhu chakafanira kuti vandiise mugomba iri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti zvechokwadi ini ndakabiwa kunyika yavaHebheru. Kunyange kuno hapana chandakatadza chingasakise kuti ndiiswe mujeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti zvechokwadi ini ndakabiwa kunyika yavaHebheru. Kunyange kuno hapana chandakatadza chingasakise kuti ndiiswe mujeri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti ndakatorwa nokumanikidzwa kubva kunyika yavaHebheru, kunyange pano handina kuita chinhu chakafanira kuti ndipinzwe mugomba rino.” See the chapter |