Genesi 40:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi undiraŋgarire hako kana woitirwa ɀakanaka; undiitire ŋgoni, undireʋerere kunaFarao, kuti ndiɓuɗiswe paimba ino; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Asi undirangarire hako kana woitirwa zvakanaka; undiitire ngoni, undireverere kuna Farao, kuti ndibudiswe paimba ino; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi pazvinenge zvakunakira iwe, undirangarire uye undiitirewo ngoni; undireverere kuna Faro kuti ndigobudiswa mutorongo rino. See the chapter |