Genesi 40:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ukaita sokutumbuka, ukaɓuɗisa maruʋa; masumbu awo akaɓereka mazambiriŋga akaibva; See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye mumuzambiringa manga mune matavi matatu. Wati uchangobuka, waita maruva, uye masumbu awo aibva akava mazambiringa. See the chapter |