Online Bible

- Advertisements -

Genesi 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo Jehova akati kunaKaini. Uripiko Aberi, munuŋuna wako? Iye akati: Handiziʋi; ndini mufudzi womunuŋuna waŋgu kanhi?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Arikupiko Abhero, mun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womun'una wangu here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Aripiko mununʼuna wako Abheri?” Iye akati, “Handizivi. Ko, ndini muchengeti womununʼuna wangu here?”

See the chapter Copy

Genesi 4:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements