Online Bible

- Advertisements -

Genesi 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Handiti kana ukaita zvakanaka unogamuchirwawo here? Asi nokuti hauna kuita zvakanaka, chitadzo chakugaririra pamusuo, chichikutsvaka. Asi iwe unofanira kuchikunda, uchitonge.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana ukaita ɀakanaka, hauŋgafari here paciso cako? Kana usiŋgaiti ɀakanaka, ɀiʋi ɀinokuʋandira pamukoʋa; ɀicakutȿaka, asi iwe unofanira kuɀikunda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana ukaita zvakanaka, haungafari here pachiso chako? Kana usingaiti zvakanaka, zvivi zvinokuhwandira pamusuo; zvichakutsvaka, asi iwe unofanira kuzvikunda.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Handiti kana ukaita zvakanaka unogamuchirwawo here? Asi nokuti hauna kuita zvakanaka, chitadzo chakugaririra pamusuo, chichikutsvaka. Asi iwe unofanira kuchikunda, uchitonge.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Handiti kana ukaita zvakanaka unogamuchirwawo here? Asi nokuti hauna kuita zvakanaka, chitadzo chakugaririra pamusuo, chichikutsvaka. Asi iwe unofanira kuchikunda, uchitonge.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Kana ukaita zvakanaka, haungagamuchirwi here? Asi kana usingaiti zvakanaka, chivi chakakuvandira pamukova wako; chinoda kukubata, asi iwe unofanira kuchikunda.”

See the chapter Copy

Genesi 4:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements