Genesi 4:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 NaSeti wakaɓerekerwa mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Neŋguʋa iyo ʋanhu ʋakataŋga kuɗana zita raJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 NaSeti wakaberekerwa mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Nenguva iyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Setiwo akava nomwanakomana, akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyo vanhu vakatanga kudana kuzita raJehovha. See the chapter |