Genesi 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana Kaini acatsibga kanomŋe, Ɀirokwaɀo Rameki kanamakumi manomŋe nenomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe; Zvirokwazvo Rameki kana makumi manomwe nenomwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe, naizvozvo Rameki kana makumi manomwe namanomwe.” See the chapter |