Online Bible

- Advertisements -




Genesi 4:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Enoki akabereka Iradhi, Iradhi akabereka Mehuyaeri. Mehuyaeri akabereka Metushaeri. Metushaeri akabereka Rameki.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Enoki akaɓerekerwa Iradi; Iradi akaɓereka Mehujaeri; Mehujaeri akaɓereka Metushaeri; Metushaeri akaɓereka Rameki;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Enoki akaberekerwa Iradhi; Iradhi akabereka Mehujaeri; Mehujaeri akabereka Metushaeri; Metushaeri akabereka Rameki;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Enoki akabereka Iradhi, Iradhi akabereka Mehuyaeri. Mehuyaeri akabereka Metushaeri. Metushaeri akabereka Rameki.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Enoki akabereka Iradhi, Iradhi akabereka Mehuyaeri. Mehuyaeri akabereka Metushaeri. Metushaeri akabereka Rameki.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Enoki akaberekerwa Iradhi, uye Iradhi akanga ari baba vaMehujaeri, uye Mehujaeri akanga ari baba vaMetushaeri, uye Metushaeri akanga ari baba vaRameki.

See the chapter Copy




Genesi 4:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements