Genesi 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kaini akaziʋa mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akaʋaka guta, akatumidza guta zita romŋanakomana wake Enoki. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki. See the chapter |