Genesi 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehova, akandogara panyika yeNodi, kumabvazuʋa kweEdeni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehovha, akandogara panyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka Kaini akabva pamberi paJehovha akandogara munyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni. See the chapter |