Genesi 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Kaini akati kunaJehova: Kurobga kwaŋgu kukuru, handiŋgakutakuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kaini akati kuna Jehovha, “Kurangwa kwangu kunopfuura zvandinokwanisa kutakura. See the chapter |