Online Bible

- Advertisements -

Genesi 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino watukwa, wadziŋgwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamucira ropa romunuŋuna wako paruʋoko rwako;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romun'una wako paruoko rwako;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino watukwa uye wadzingwa panyika yazarura muromo wayo kuti imedze ropa romununʼuna wako kubva paruoko rwako.

See the chapter Copy

Genesi 4:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements