Genesi 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akati: Waiteiko? Inzwi reropa romunuŋuna wako rinoɗanidzira kwandiri panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jehovha akati, “Waiteiko? Inzwa! Ropa romununʼuna wako riri kudanidzira kwandiri richibva muvhu. See the chapter |