Online Bible

- Advertisements -

Genesi 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Adhamu akaziva mukadzi wake Evha. Evha akabva ava napamuviri akabereka mwana mukomana, Kaini. Akati, “Ndabatsirwa naTenzi kuwana mumwe munhu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Adama wakaziʋa mukadzi wake Eva; iye ndokutora mimba, akapona Kaini, akati: Ndawana munhu, ndiciɓatsirwa naJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Adhamu wakaziva mukadzi wake Evha; iye ndokutora mimba, akapona Kaini, akati, “Ndawana munhu, ndichibatsirwa naJehovha.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Adhamu akaziva mukadzi wake Evha. Evha akabva ava napamuviri akabereka mwana mukomana, Kaini. Akati, “Ndabatsirwa naTenzi kuwana mumwe munhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Adhamu akaziva mukadzi wake Evha. Evha akabva ava napamuviri akabereka mwana mukomana, Kaini. Akati, “Ndabatsirwa naTenzi kuwana mumwe munhu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Adhamu akarara nomukadzi wake Evha, uye akava nemimba akabereka Kaini. Akati, “Norubatsiro rwaJehovha, ndabereka murume.”

See the chapter Copy

Genesi 4:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements