Genesi 39:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Josefi akaramba akati kumudzimai watenzi wake, “Tarisai muone, tenzi wangu aineni kudai, hapana chinhu chaanombozvinetsa nacho mumba, uye vakaisa zvinhu zvose zvavanazvo mumaoko angu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi iye wakaramba, akati kumukadzi watenzi wake: Tarirai, nokuɗa kwaŋgu tenzi waŋgu haaraŋgariri ɀiri mumba, asi wakaisa ɀose ɀaanaɀo pamaʋoko aŋgu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Asi iye akaramba, akati kumukadzi watenzi wake, “Tarirai, nokuda kwangu tenzi wangu haarangariri zviri mumba, asi akaisa zvose zvaanazvo pamaoko angu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi Josefi akaramba akati kumudzimai watenzi wake, “Tarisai muone, tenzi wangu aineni kudai, hapana chinhu chaanombozvinetsa nacho mumba, uye vakaisa zvinhu zvose zvavanazvo mumaoko angu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi Josefi akaramba akati kumudzimai watenzi wake, “Tarisai muone, tenzi wangu aineni kudai, hapana chinhu chaanombozvinetsa nacho mumba, uye vakaisa zvinhu zvose zvavanazvo mumaoko angu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi akaramba. Akati kwaari, “Ini somutariri, tenzi wangu haana kuva nehanya nezvinhu zvose zviri mumba make; zvose zvaanazvo, akazviisa mumaoko angu. See the chapter |