Genesi 39:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Waisiya ɀose ɀaakaŋga anaɀo pamaʋoko aJosefa; iye anaye, haazairaŋgarira cinhu, asi ɀokudya ɀake ɀoga ɀaaidya. Ɀino Josefa wakaŋga anomuʋiri wakanaka, akanaka ʋo paciso. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Waisiya zvose zvaakanga anazvo pamaoko aJosefa; iye anaye, haazairangarira chinhu, asi zvokudya zvake zvoga zvaaidya. Zvino Josefa akanga anomuviri wakanaka, akanakawo pachiso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo akaisa zvinhu zvake zvose mumaoko aJosefi. Nokudaro Potifari zvaaiva naye kudai akanga asisazvinetse nokufunga chokuita kusara kwezvokudya zvake chete. Josefi akanga ane chimiro chakanaka, aine chiso chakarurama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka akaisa mumaoko aJosefa zvinhu zvose zvaakanga anazvo; Josefa ari mutariri, iye haana kumbova nehanya nezvimwe zvinhu kunze kwezvokudya zvaaidya bedzi. Zvino Josefa akanga akanyatsoumbwa, akanaka, See the chapter |