Online Bible

- Advertisements -

Genesi 39:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mutariri wejeri akaisa vasungwa vose vakanga vari mujeri mumaoko aJosefi. Zvose zvaiitwa mujeri zvaitariswawo naJosefi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mutariri wetoroŋgo akapa mumaʋoko aJosefa ʋasuŋgwa ʋose ʋakaŋga ʋari mutoroŋgo; iye wakaŋga ari muiti weɀose ɀaiitwa’mo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Mutariri wetorongo akapa mumaoko aJosefa vasungwa vose vakanga vari mutorongo; iye akanga ari muiti wezvose zvaiitwamo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mutariri wejeri akaisa vasungwa vose vakanga vari mujeri mumaoko aJosefi. Zvose zvaiitwa mujeri zvaitariswawo naJosefi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mutariri wejeri akaisa vasungwa vose vakanga vari mujeri mumaoko aJosefi. Zvose zvaiitwa mujeri zvaitariswawo naJosefi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Saka mutariri womutorongo akaita kuti Josefa ave mutariri wavose vaiva vakabatwa mutorongo, uye ndiye aiona nezvose zvaiitwa imomo.

See the chapter Copy

Genesi 39:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements