Online Bible

- Advertisements -




Genesi 39:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Akabva aisa Josefi mujeri maisipfigirwa vasungwa vamambo. Nokudaro Josefi akapfigirwa mujeri akagaramo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Tenzi waJosefa akamutora, akamupinza mutoroŋgo, paisuŋgwa ʋasuŋgwa ʋamambo; akaʋa mutoroŋgo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Tenzi waJosefa akamutora, akamupinza mutorongo, paisungwa vasungwa vamambo; akava mutorongo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Akabva aisa Josefi mujeri maisipfigirwa vasungwa vamambo. Nokudaro Josefi akapfigirwa mujeri akagaramo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Akabva aisa Josefi mujeri maisipfigirwa vasungwa vamambo. Nokudaro Josefi akapfigirwa mujeri akagaramo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Tenzi waJosefa akamutora akamuisa mutorongo, nzvimbo yaichengeterwa vasungwa vamambo; saka akava mutorongo.

See the chapter Copy




Genesi 39:20

Follow us:

Advertisements


Advertisements