Genesi 39:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi pandaridza mhere abva asiya hanzu yake akatizira panze.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndikaɗanidzirisa, ndikaridza mhere, akasiya ŋguʋo yake neni, akatizira panze. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ndikadanidzirisa, ndikaridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatizira panze.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi pandaridza mhere abva asiya hanzu yake akatizira panze.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi pandaridza mhere abva asiya hanzu yake akatizira panze.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi pandangoridza mhere kuti ndibatsirwe, akabva asiya jasi rake pandiri ndokutizira kunze kwemba.” See the chapter |