Genesi 39:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaceŋgeta ŋguʋo yake kuȿikira tenzi wake acipinda mumba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Akachengeta nguo yake kusvikira tenzi wake achipinda mumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akachengeta jasi rake parutivi pake kusvikira tenzi wake auya kumba. See the chapter |