Genesi 39:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kunyange zvake mudzimai uyu akanyengetedza Josefi zuva nezuva, Josefi akaramba kumuteerera akaramba kuita chakaipa naye kana kutandara naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino wakati ataura naJosefa mazuʋa ose, iye asiŋgamutereri kuti aʋate naye, kana kuʋa naye, See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino akati ataura naJosefa mazuva ose, iye asingamuteereri kuti avate naye, kana kuva naye, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kunyange zvake mudzimai uyu akanyengetedza Josefi zuva nezuva, Josefi akaramba kumuteerera akaramba kuita chakaipa naye kana kutandara naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kunyange zvake mudzimai uyu akanyengetedza Josefi zuva nezuva, Josefi akaramba kumuteerera akaramba kuita chakaipa naye kana kutandara naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye kunyange zvake aitaura naJosefa zuva nezuva, iye akaramba kuenda panhoo naye, kana kutombova naye. See the chapter |