Genesi 38:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi Eri, ɗaŋgwe raJuda, wakaŋga ari munhu wakaipa pamberi paJehova; Jehova akamuʋuraya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Asi dangwe raJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha; Jehovha akamuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi Eri, dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha, saka Jehovha akamuuraya. See the chapter |