Online Bible

- Advertisements -

Genesi 38:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi mwana uyu akadzosera ruoko rwake mukati, akanga ari mukati akabva abuda. Vanyamukuta ava ndokubva vati, “Inga wazvipeurira nzira yako!” Ndokusaka akatumidzwa zita rokuti Ferezi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino uyu wakati adzosera ruʋoko rwake, munuŋuna wake akaɓuɗa; iʋo ʋakati: Waɀipasanurira seiko — Naiɀoɀo akamutumidza zita rinonzi Perezi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino uyu akati adzosera ruoko rwake, mun'una wake akabuda; ivo vakati, “Wazvipasanurira seiko?” Naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Perezi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi mwana uyu akadzosera ruoko rwake mukati, akanga ari mukati akabva abuda. Vanyamukuta ava ndokubva vati, “Inga wazvipeurira nzira yako!” Ndokusaka akatumidzwa zita rokuti Ferezi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Asi mwana uyu akadzosera ruoko rwake mukati, akanga ari mukati akabva abuda. Vanyamukuta ava ndokubva vati, “Inga wazvipeurira nzira yako!” Ndokusaka akatumidzwa zita rokuti Ferezi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Asi akati adzosera ruoko rwake mukati, mununʼuna wake akabuda, uye vakati, “Saka ndiwo mabudiro awaita nhai!” Uye akatumidzwa zita rokuti Perezi.

See the chapter Copy

Genesi 38:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements