Genesi 38:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Juda akaɀiziʋa, akati: Iye wakarurama kukunde’ni, nokuti handina‐kumupa Shera, mŋanakomana waŋgu. Haana‐kuzomuziʋa ɀe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Judha akazviziva, akati, “Iye wakarurama kukunda ini, nokuti handina kumupa Shera, mwanakomana wangu.” Haana kuzomuzivazve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Judha akazviziva uye akati, “Iye akarurama kupfuura ini, sezvo ndanga ndisingadi kumupa kumwanakomana wangu Shera.” Uye haana kuzovata naye zvakare. See the chapter |