Genesi 38:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino mŋedzi ineŋge mitatu yakati yapfuʋura, Juda akaʋudzwa, ɀicinzi: Tamari, mukadzi womŋanakomana wako, wakaita ʋupombge; waʋa nemimba noʋupombge bgake. Juda akati: Ʋuyai naye, apiswe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino mwedzi inenge mitatu yakati yapfuura, Judha akaudzwa, zvichinzi, “Tamari, mukadzi womwanakomana wako, akaita upombwe; wava nemimba noupombwe hwake.” Judha akati, “Uyai naye, apiswe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Shure kwemwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari ane mhosva youfeve, uye nokuda kwaizvozvo ava nemimba.” Judha akati, “Mubudisei apiswe afe!” See the chapter |