Online Bible

- Advertisements -

Genesi 38:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Judha ndokubva ati, “Ngaasva agara zvake nazvo, zvingatinyadzise izvi. Tarisa uone ndatumira mbudzana asi iwe wasvikomushaya.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ipapo Juda akati: Ŋgaaɀitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira, ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ipapo Judha akati, “Ngaazvitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Judha ndokubva ati, “Ngaasva agara zvake nazvo, zvingatinyadzise izvi. Tarisa uone ndatumira mbudzana asi iwe wasvikomushaya.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Judha ndokubva ati, “Ngaasva agara zvake nazvo, zvingatinyadzise izvi. Tarisa uone ndatumira mbudzana asi iwe wasvikomushaya.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ipapo Judha akati, “Regai achengete zvaanazvo, kuti arege kuzova chiseko. Zvakadaro ndanga ndamutumira mbudzana iyi, asi hauna kugona kumuwana.”

See the chapter Copy

Genesi 38:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements