Genesi 38:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akadzokera kunaJuda, akati: Handina‐kumuwana; naʋanhu ʋoko ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Akadzokera kuna Judha, akati, “Handina kumuwana; navanhu voko vakati, ‘Kwakanga kusina chifeve pano.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Saka iye akadzokerazve kuna Judha akandoti, “Handina kumuwana. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanogara ikoko vakati, ‘Hakuna kumbova nechifeve kuno.’ ” See the chapter |