Online Bible

- Advertisements -

Genesi 38:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Judha akazotuma shamwari yake yechiAdhuramu kuenda nembudzana iya achiti andodzorerwa zvinhu zviya zvakanga zvafanobatwa, asi akasvikomushaya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Juda akatuma mbudzana noruʋoko rweshamŋari yake, muAdurami, kuti atore ruɓatso paruʋoko rwomukadzi, asi haana‐kumuwana

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Judha akatuma mbudzana noruoko rweshamwari yake, muAdhuramu, kuti atore rubatso paruoko rwomukadzi, asi haana kumuwana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Judha akazotuma shamwari yake yechiAdhuramu kuenda nembudzana iya achiti andodzorerwa zvinhu zviya zvakanga zvafanobatwa, asi akasvikomushaya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Judha akazotuma shamwari yake yechiAdhuramu kuenda nembudzana iya achiti andodzorerwa zvinhu zviya zvakanga zvafanobatwa, asi akasvikomushaya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Zvichakadaro, Judha akatuma shamwari yake muAdhuramu nembudzana iya kuitira kuti chitsidzo chake chidzoswe kwaari kubva kumukadzi uya, asi haana kumuwana.

See the chapter Copy

Genesi 38:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements