Genesi 38:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akati: Ndicakutumira mbudzana inobva kuɀipfuwo ɀaŋgu. Akati: Ucandipa ruɓatso kuȿikira waituma here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Akati, “Ndichakutumira mbudzana inobva kuzvipfuwo zvangu.” Akati, “Uchandipa rubatso kusvikira waituma here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Iye akati, “Ndingakupa mbudzana kubva muboka rangu rembudzi.” Iye akati, “Ungandipa chimwe chinhu here kuti chive chitsidzo kusvikira wazonditumira?” See the chapter |