Genesi 38:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Neŋguʋa iyo Juda wakabva kuʋana ʋaɓaɓa ʋake, akaɓuruka, akatsaukira kunomumŋe murume muAdurami, wainzi Hira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Nenguva iyoyo Judha akabva kuvana vababa vake, akaburuka, akatsaukira kuno mumwe murume muAdhuramu, ainzi Hira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Panguva iyoyo, Judha akabva kuhama dzake akaburuka akandogara nomurume wokuAdhurama ainzi Hira. See the chapter |