Genesi 37:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakoma ʋake ʋakaʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋanomuɗa kupfuʋura ʋakoma ʋake ʋose; ʋakamuʋeŋga, ʋakasagona kutaura naye nomufaro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vakoma vake vakaona kuti baba vavo vanomuda kupfuura vakoma vake vose; vakamuvenga, vakasagona kutaura naye nomufaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka. See the chapter |