Genesi 37:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jakobo akabvarura ŋguʋo dzake, akasimira magumbu paciʋuno cake, akacema mŋanakomana wake mazuʋa mazhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Jakobho akabvarura nguo dzake, akasimira magumbu pachiuno chake, akachema mwanakomana wake mazuva mazhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo Jakobho akabvarura nguo dzake, akapfeka nguo dzamasaga akachema mwanakomana wake kwamazuva mazhinji. See the chapter |