Genesi 37:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Iʋo ʋakafananidza, ʋakati: Iŋguʋo yomŋanakomana waŋgu; wadyiwa necikara; Josefa ɀirokwaɀo waparadzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Ivo vakafananidza vakati, “Inguo yomwanakomana wangu; wadyiwa nechikara; Josefa zvirokwazvo waparadzwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Jakobho akaiziva ndokubva ati, “Inga ihanzu yomwana wangu! Akadyiwa nechikara chete! Chokwadi Josefi akaparara!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Akaiziva akati, “Inguo yomwanakomana wangu! Zvimwe zvikara zvesango zvamudya. Zvirokwazvo Josefa akabvamburwa-bvamburwa.” See the chapter |