Genesi 37:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakabva vauraya mbudzi ndokunyika hanzu yaJosefi iya muropa rayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino ʋakatora ŋguʋo yaJosefa, ʋakaʋuraya nhoŋgo yembudzi, ʋakanyika ŋguʋo muropa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Zvino vakatora nguo yaJosefa, vakauraya nhongo yembudzi, vakanyika nguo muropa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakabva vauraya mbudzi ndokunyika hanzu yaJosefi iya muropa rayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakabva vauraya mbudzi ndokunyika hanzu yaJosefi iya muropa rayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo vakatora nguo yaJosefa, vakauraya mbudzi ndokunyika nguo iya muropa. See the chapter |