Genesi 37:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akadzokera kuʋanuŋuna ʋake, akati: Mŋana haaci’po; ini ɀino ndicaendepiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Akadzokera kuvanunguna vake, akati, “Mwana haachipo; ini zvino ndichaendepiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akadzokerazve kuvanunʼuna vake akati, “Mukomana haasisimo! Zvino ndichaendepiko?” See the chapter |