Genesi 37:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvino Judha akati, kuvakoma navanun'una vake, “Kuuraya munun'una wedu, tichizoramba mhosva yacho kunobatsireiko? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino Juda akati kuʋana ʋaɓaɓa ʋake: Tiŋgawaneiko kana tikaʋuraya munuŋuna weɗu ticiʋanza ropa rake? See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino Judha akati kuvana vababa vake, “Tingawaneiko kana tikauraya mun'una wedu tichivanza ropa rake? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvino Judha akati, kuvakoma navanun'una vake, “Kuuraya munun'una wedu, tichizoramba mhosva yacho kunobatsireiko? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Zvino Judha akati, kuvakoma navanun'una vake, “Kuuraya munun'una wedu, tichizoramba mhosva yacho kunobatsireiko? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Judha akati kuhama dzake, “Tichawaneiko kana tikauraya mununʼuna wedu tikafushira ropa rake? See the chapter |