Genesi 37:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kuzoti Josefi asvika kuvakoma vake, vakamukatanura hanzu yake aya yaakanga akapfeka, yakanga yakareba, yemaoko marefu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino Josefa wakati aȿika kuʋakoma ʋake, ʋakabvisira Josefa ŋguʋo yake, ŋguʋo iya yakaŋga yakareɓa inamaʋoko, yaakaŋga akafuka; See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino Josefa akati asvika kuvakoma vake, vakabvisira Josefa nguo yake, nguo iya yakanga yakareba ina maoko, yaakanga akafuka; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kuzoti Josefi asvika kuvakoma vake, vakamukatanura hanzu yake aya yaakanga akapfeka, yakanga yakareba, yemaoko marefu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kuzoti Josefi asvika kuvakoma vake, vakamukatanura hanzu yake aya yaakanga akapfeka, yakanga yakareba, yemaoko marefu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka Josefa akati asvika kumadzikoma ake, vakamubvisa nguo yake, iyo nguo iya yakanga yakaisvonaka, yaiva nemavara-mavara yaakanga akapfeka, See the chapter |