Genesi 37:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino vakoma vake vakamuona achiri kure, asati asvika pedyo navo, vakarangana kuti vamuuraye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Iʋo ʋakamuʋona aciri kure; ɀino asati aȿika kwaʋari, ʋakaraŋgana kuti ʋamuʋuraye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Ivo vakamuona achiri kure; zvino asati asvika kwavari, vakarangana kuti vamuuraye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino vakoma vake vakamuona achiri kure, asati asvika pedyo navo, vakarangana kuti vamuuraye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino vakoma vake vakamuona achiri kure, asati asvika pedyo navo, vakarangana kuti vamuuraye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi vakamuona achiri kure, asati asvika kwavari, vakarangana kumuuraya. See the chapter |