Genesi 37:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Josefi akati, “Ndiri kutsvaka vakoma vangu vari kufudza zvipfuwo. Ko mungandiudzewo kwavari here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Iye akati: Ndinotȿaka ʋakoma ʋaŋgu; ɗondiʋudza hako kwaʋanofudza makwai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Iye akati, “Ndinotsvaka vakoma vangu; dondiudza hako kwavanofudza makwai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Josefi akati, “Ndiri kutsvaka vakoma vangu vari kufudza zvipfuwo. Ko mungandiudzewo kwavari here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Josefi akati, “Ndiri kutsvaka vakoma vangu vari kufudza zvipfuwo. Ko mungandiudzewo kwavari here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akapindura akati, “Ndiri kutsvaka madzikoma angu. Mungandiudzawo kwavanofudzira makwai avo here?” See the chapter |