Online Bible

- Advertisements -

Genesi 37:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Jakobho akati, “Enda kuna vakoma vako vari kufudza zvipfuwo undoona kuti kwakadii, ugodzoka wondiudza.” Saizvozvo akamutuma achibva kubani reHebhuroni achienda kuShikemu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Akati kwaari: Ɀino, cienda undotarira kana ʋakoma ʋako ʋakafara, namakwai kana akafara ʋo; ugodzoka kuzondiʋudza. Naiɀoɀo wakamutuma, ari pamupata weHebroni, akandoȿika Shekemi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Akati kwaari, “Zvino chienda undotarira kana vakoma vako vakafara, namakwai kana akafarawo; ugodzoka kuzondiudza.” Naizvozvo akamutuma, ari pamupata weHebhuroni, akandosvika Shekemu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Jakobho akati, “Enda kuna vakoma vako vari kufudza zvipfuwo undoona kuti kwakadii, ugodzoka wondiudza.” Saizvozvo akamutuma achibva kubani reHebhuroni achienda kuShikemu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Jakobho akati, “Enda kuna vakoma vako vari kufudza zvipfuwo undoona kuti kwakadii, ugodzoka wondiudza.” Saizvozvo akamutuma achibva kubani reHebhuroni achienda kuShikemu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Saka akati kwaari, “Enda undoona kana zvinhu zvakanaka kumadzikoma ako nezvipfuwo, ugodzoka kwandiri neshoko.” Ipapo akamutuma achibva napaMupata weHebhuroni. Josefa akati asvika kuShekemu,

See the chapter Copy

Genesi 37:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements