Genesi 37:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho aigara munyika yeKanani maimbogara baba vake achiti apa garei tamei apa garei. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakagara munyika yoʋutorwa bgaɓaɓa ʋake, munyika yeKanani. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akagara munyika youtorwa hwababa vake, munyika yeKenani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho aigara munyika yeKanani maimbogara baba vake achiti apa garei tamei apa garei. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho aigara munyika yeKanani maimbogara baba vake achiti apa garei tamei apa garei. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jakobho akagara munyika yakanga yambogarwa nababa vake, iyo nyika yeKenani. See the chapter |