Genesi 36:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaZibeoni: Aja, naAna; ndiye Ana wakawana matsime emvura inopisa kusaŋgo, acifudza mboŋgoro dzaZibeoni, ɓaɓa ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Ava ndivo vanakomana vaZibhioni: Aja, naAna; ndiye Ana akawana matsime emvura inopisa kusango, achifudza mbongoro dzaZibhioni, baba vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vanakomana vaZibheoni ndaava vanoti Aiya naAna. Ndiye Ana uya akawana zvitubu zvemvura inopisa musango, achifudza madhongi ababa vake Zibheoni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vanakomana vaZibheoni vaiva: Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni. See the chapter |