Genesi 36:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mudzimai waEsau ainzi Ohoribhama mwanasikana waAna, mwanakomana waZibheoni, akabereka Jehushi naJaramu naKora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋanakomana ʋaOhoribama, mukunda waAna, mukunda waZibeoni, mukadzi waEsau, ndiʋo: Iye wakaɓerekera Esau Jeushi, naJarami, naKora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Vanakomana vaOhoribhama, mukunda waAna, mukunda waZibhioni, mukadzi waEsau, ndivo: iye akaberekera Esau Jeushi, naJarami, naKora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mudzimai waEsau ainzi Ohoribhama mwanasikana waAna, mwanakomana waZibheoni, akabereka Jehushi naJaramu naKora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mudzimai waEsau ainzi Ohoribhama mwanasikana waAna, mwanakomana waZibheoni, akabereka Jehushi naJaramu naKora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni, vaakaberekera Esau, vaiva: Jeushi, Jaramu naKora. See the chapter |