Genesi 35:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jakobho navanhu vake vose vaaiva navo vakazosvika kuguta rainzi Ruzi kana kuti Bhetieri riri munyika yeKanani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jakobo akaȿika Ruzi, guta riri panyika yeKanani (rimŋe zita ndiBeteri), iye naʋanhu ʋose ʋaakaŋga anaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Jakobho akasvika Ruzi, guta riri panyika yeKenani (rimwe zita ndiBheteri), iye navanhu vose vaakanga anavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jakobho navanhu vake vose vaaiva navo vakazosvika kuguta rainzi Ruzi kana kuti Bhetieri riri munyika yeKanani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jakobho navanhu vake vose vaaiva navo vakazosvika kuguta rainzi Ruzi kana kuti Bhetieri riri munyika yeKanani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jakobho navanhu vose vaaiva navo vakasvika kuRuzi (ndirowo Bheteri) munyika yeKenani. See the chapter |