Genesi 35:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vanakomana vaZiripa muranda wechikadzi waRea ndiGadhi naAsheru. Ivava ndivo vanakomana vaJakobho vakaberekerwa kuMesopotamia. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ʋanakomana ʋaZirpa, murandakadzi waRea: Gadi naAsheri. Ndiʋo ʋanakomana ʋaJakobo, ʋaakaɀarirwa paPadani‐arami. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 vanakomana vaZiripa, murandakadzi waRea: Gadhi naAsheri. Ndivo vanakomana vaJakobho, vaakazvarirwa paPadhanaramu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vanakomana vaZiripa muranda wechikadzi waRea ndiGadhi naAsheru. Ivava ndivo vanakomana vaJakobho vakaberekerwa kuMesopotamia. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vanakomana vaZiripa muranda wechikadzi waRea ndiGadhi naAsheru. Ivava ndivo vanakomana vaJakobho vakaberekerwa kuMesopotamia. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vanakomana vaZiripa murandakadzi waRea vaiva: Gadhi naAsheri. Ava ndivo vanakomana vaJakobho, vaakabereka muPadhani Aramu. See the chapter |