Genesi 35:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanakomana vaBhiriha muranda wechikadzi waRakeri ndiDhani naNafutari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 ʋanakomana ʋaBirha, murandakadzi waRakeri: Dani naNaftari; See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 vanakomana vaBhiriha, murandakadzi waRakeri: Dhani naNafutari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanakomana vaBhiriha muranda wechikadzi waRakeri ndiDhani naNafutari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanakomana vaBhiriha muranda wechikadzi waRakeri ndiDhani naNafutari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vanakomana vaBhiriha murandakadzi waRakeri vaiva: Dhani naNafutari. See the chapter |